1 Chronicles 26:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wecipiri Hirkia, wecitatu Tebaria, wecinna Zekaria; ʋanakomana ʋose ʋaHosa naʋanuŋuna ʋake ʋakaȿika gumi naʋatatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hirikia wechipiri, Tabharia wechitatu naZakaria wechina. Vanakomana nehama dzaHosa vaiva gumi navatatu vose pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aitevedzerwa naHirikiya wechitatu ndiTebheriya, wechina ari Zekariya. Vanakomana vaHosa nehama dzake vose vaiva gumi navatatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
wechipiri Hirikia, wechitatu Tebharia, wechina Zekariya; vanakomana vose vaHosa navanun'una vake vakasvika gumi navatatu.
Shona 2009?
wechipiri Hirikia, wechitatu Tebharia, wechina Zekariya; vanakomana vose vaHosa navanun'una vake vakasvika gumi navatatu.
Shona SUB 2002 Bible
wechipiri Hirikia, wechitatu Tebharia, wechina Zekariya; vanakomana vose vaHosa navanun'una vake vakasvika gumi navatatu.