1 Chronicles 26:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakakanda mijenya, ʋaɗuku pamŋe cete naʋakuru, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo kuzoratidzwa suʋo rimŋe nerimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mijenya yakakandwa nokuda kwesuo rime nerimwe, maererano nemhuri dzavo, vadiki nevakuru pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Suo guru roga roga raipiwa vanhu varo vaigovaniswa nechin'ange zvimwechetezvo imba nemba mukuru nomudiki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakakanda mijenya, vaduku pamwechete navakuru, nedzimba dzamadzibaba avo kuzoratidzwa suo rimwe nerimwe.
Shona 2009?
Vakakanda mijenya, vaduku pamwechete navakuru, nedzimba dzamadzibaba avo kuzoratidzwa suo rimwe nerimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Vakakanda mijenya, vaduku pamwechete navakuru, nedzimba dzamadzibaba avo kuzoratidzwa suwo rimwe nerimwe.