1 Chronicles 26:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sheremia akaratidzwa mugoʋe wokumabvazuʋa. Ɀino ʋakakanda mijenya pamsoro paZekaria mŋanakomana wake, gurukota rakaŋga rakaŋgwara; mugoʋe wake ukaratidzwa kurutiʋi rwokumsoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mijenya weSuo Rokumabvazuva wakawira pana Sheremia. Zvino mujenya yakakandwa nokuda kwomwanakomana wake Zekaria, mupi wamazano akachenjera uye mujenya weSuo Rokumusoro wakawira paari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rokumabvazuva kwacho chin'ange chakaenda kuna Sheremiya. Vakaitirawo mwanakomana wake Zekariya muchinda ane ungwaru chin'ange chikaratidza kuti ndowekuchamhembe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sheremia akaratidzwa mugove wokumabvazuva. Zvino vakakanda mijenya pamusoro paZekariya mwanakomana wake, gurukota rakanga rakangwara; mugove wake ukaratidzwa kurutivi rwokumusoro.
Shona 2009?
Sheremia akaratidzwa mugove wokumabvazuva. Zvino vakakanda mijenya pamusoro paZekariya mwanakomana wake, gurukota rakanga rakangwara; mugove wake ukaratidzwa kurutivi rwokumusoro.
Shona SUB 2002 Bible
Sheremia akaratidzwa mugove wokumabvazuva. Zvino vakakanda mijenya pamusoro paZekariya mwanakomana wake, gurukota rakanga rakangwara; mugove wake ukaratidzwa kurutivi rwokumusoro.