1 Chronicles 26:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
WaObedi‐edomi kurutiʋi rwezasi; waʋanakomana ʋake wokuceŋgeta ɗura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mujenya weSuo Rezasi wakawira pana Obedhi-Edhomu, uye mujenya wedura wakawira kuvanakomana vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chin'ange chakaratidza kuti Obhedhiedhomu ndowekumaodzanyemba chikapa vanakomana vake basa rokudzimba dzaichengeterwa zvinhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
WaObhedhiEdhomu kurutivi rwezasi; wavanakomana vake wokuchengeta dura.
Shona 2009?
WaObhedhi-Edhomu kurutivi rwezasi; wavanakomana vake wokuchengeta dura.
Shona SUB 2002 Bible
WaObhedhiEdhomu kurutivi rwezasi; wavanakomana vake wokuchengeta dura.