1 Chronicles 26:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
WaShupimi naHosa kumaʋirazuʋa, pasuʋo reShareketi pamugwagwa unokwira, ʋarindi ʋakatarisana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mijenya yeSuo Rokumadokero neSuo reSharebeti kunzira yokumusoro yakawira kuna Shupimi naHosa. Murindi aimira parutivi rwomumwe murindi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuna Shupimu naHosa chakaratidza kuti ndowekumadokero pasuo guru reShareketi pamugwagwa unokwira uya, vaiita mazoro kupachengetedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
WaShupimi naHosa kumavirazuva, pasuo reShareketi pamugwagwa unokwira, varindi vakatarisana.
Shona 2009?
WaShupimi naHosa kumavirazuva, pasuo reShareketi pamugwagwa unokwira, varindi vakatarisana.
Shona SUB 2002 Bible
WaShupimi naHosa kumavirazuva, pasuwo reShareketi pamugwagwa unokwira, varindi vakatarisana.