1 Chronicles 26:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mesheremia wakaŋga anaʋanakomana aʋa: Zekaria weɗaŋgwe, wecipiri Jediaeri, wecitatu Zebadia, wecinna Jatnieri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mesheremia aiva navanakomana vaiti: Zekaria dangwe, Jedhiaeri wechipiri Zebhadhia wechitatu, Jatinieri wechina,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mesheremiya aiva navana vake vakomana ava vanoti: Zekariya dangwe racho achitevedzerwa naJedhieri wechitatu ari Zebhadhiya wechina ndiJatinieri Eramu ari wechishanu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mesheremia akanga ana vanakomana ava: Zekariya wedangwe, wechipiri Jedhieri; wechitatu Zebhedhia, wechina Jatinieri;
Shona 2009?
Mesheremia akanga ana vanakomana ava: Zekariya wedangwe, wechipiri Jedhieri; wechitatu Zebhedhia, wechina Jatinieri;
Shona SUB 2002 Bible
Mesheremia akanga ana vanakomana ava: Zekariya wedangwe, wechipiri Jedhieri; wechitatu Zebhedhia, wechina Jatinieri;