1 Chronicles 26:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaRadani: Ʋanakomana ʋaʋaGershoni ʋaiʋa ʋaRadani, ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aRadani muGershoni: Jehieri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvizvarwa zvaRadhani, avo vaiva vaGerishoni kubudikidza naRadhani uye vaiva vatungamiri vemhuri dzaRadhani muGerishoni vaiti: Jehieri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kune vanakomana vokwaRadhani, vana vokwaGerishoni vakaberekwa naRadhani vaiva vatungamiriri vokumba yokwaRadhani wokwaGerishoni iyeyu ndewekwaJehieri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaRadhani: vanakomana vavaGerishoni vaiva vaRadhani, vakuru vedzimba dzamadzibaba aRadhani muGerishoni: Jehieri.
Shona 2009?
Vanakomana vaRadhani: vanakomana vavaGerishoni vaiva vaRadhani, vakuru vedzimba dzamadzibaba aRadhani muGerishoni. Jehieri.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaRadhani: vanakomana vavaGerishoni vaiva vaRadhani, vakuru vedzimba dzamadzibaba aRadhani muGerishoni: Jehieri.