1 Chronicles 26:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaJehieri: Zetami, naJoeri munuŋuna wake, ʋaitarira ɀiʋigiro ɀeimba yaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vanakomana vaJeheri, Zetami, nomunun'una wake Joere. Vaiva nebasa rokuchengeta pfuma yetemberi yaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaJehieri ndiZetamu muJoeri munun'una wake, vaiva nebasa rokuona nezvedzimba dzaichengeterwa upfumi hwemba yaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaJehieri: Zetami, naJoeri munun'una wake, vaitarira zvivigiro zveimba yaJehovha.
Shona 2009?
Vanakomana vaJehieri: Zetami, naJoeri munun'una wake, vaitarira zvivigiro zveimba yaJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaJehieri: Zetami, naJoeri munun'una wake, vaitarira zvivigiro zveimba yaJehovha.