1 Chronicles 26:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shebueri mŋanakomana waGershomi, mŋanakomana waMosesi, wairaira ɀiʋigiro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shubhaeri chizvarwa chaGerishoni mwanakomana waMozisi, ndiye aiva mukuru pakuchengetwa kwepfuma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akasarudzwa kuva changamire mukuru wokuona nezvemaichengeterwa upfumi ndiShebhueri mwanakomana wokwaGerishomu mwana waMosesi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shebhueri mwanakomana waGerishomi, mwanakomana waMosesi, araira zvivigiro.
Shona 2009?
Shebhueri mwanakomana waGerishomi, mwanakomana waMozisi, araira zvivigiro.
Shona SUB 2002 Bible
Shebhueri mwanakomana waGerishomi, mwanakomana waMosesi, araira zvivigiro.