1 Chronicles 26:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naʋanuŋuna ʋake: ƲaEriezeri, mŋanakomana wake Rehabia, nomŋanakomana wake Jeshaya, nomŋanakomana wake Jorami, nomŋanakomana wake Zikri, nomŋanakomana wake Sheromoti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hama dzake kubudikidza naEriezeri dzaiva: Rehabhia mwanakomana wake, Jeshaya mwanakomana wake, Joramu mwanakomana wake, Zikiri mwanakomana wake naSheromiti mwanakomana wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hama dzake vokwaEriezeru vakanga vakamira vakadai izvi: mwanakomana waEriezeru ndiJeshaya waJeshaya ndiJoramu waJoramu ari Zikiri waZikiri ariwo Sheromoti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Navanun'una vake: vaEriezeri, mwanakomana wake Rehabhia, nomwanakomana wake Jeshaya, nomwanakomana wake Joramu, nomwanakomana wake Zikiri, nomwanakomana wake Sheromoti.
Shona 2009?
Navanun'una vake: vaEriezeri, mwanakomana wake Rehabhia, nomwanakomana wake Jeshaya, nomwanakomana wake Joramu, nomwanakomana wake Zikiri, nomwanakomana wake Sheromoti.
Shona SUB 2002 Bible
Navanun'una vake: vaEriezeri, mwanakomana wake Rehabhia, nomwanakomana wake Jeshaya, nomwanakomana wake Joramu, nomwanakomana wake Zikiri, nomwanakomana wake Sheromoti.