1 Chronicles 26:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀose ɀakaŋga ɀatsaurwa naSamueri muʋoni, ʋuye naSauro mŋanakomana waKishi, naAbneri mŋanakomana waNeri, naJoabi mŋanakomana waZeruya; ɀose ɀakaŋga ɀatsaurwa nani nani ɀakaŋga ɀiciceŋgetwa naSheromoti naʋanuŋuna ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye zvose zvakakumikidzwa naSamueri muoni naSauro naJoabhu mwanakomana waZeruya, nezvimwe zvinhu zvose zvakakumikidzwa zvaichengetwa naSheromiti nehama dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maivawo nezvakanga zvateketerwa kuna Mwari naSamueri muoni naSauro mwana waKishi naAbhuneru mwana waNeru, naJoabhu mwana wavaZeruya nezvose zvakanga zvateketerwa kuna Mwari zvaive mumaoko aSheromoti nehama dzake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvose zvakanga zvatsaurwa naSamueri muoni, uye naSauro mwanakomana waKishi, naAbhineri mwanakomana waNeri, naJoabhu mwanakomana waZeruya; zvose zvakanga zvatsaurwa naani naani zvakanga zvichichengetwa naSheromoti navanun'una vake.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible