1 Chronicles 26:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋaHebroni, Hashabia naʋanuŋuna ʋake, ʋarume ʋoʋumhare, ʋanecuru cinamazana manomŋe, ʋaitarira Israeri mhiri kwaJoridani kumaʋirazuʋa, kuti ʋaɓate maɓasa ose aJehova namaɓasa amambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva kuvaHebhuroni: Hashabhia nehama dzake, varume chiuru namazana manomwe vaikwanisa ndivo vaiva vakuru muIsraeri kumadokero kweJorodhani pabasa rose raJehovha napabasa rose ramambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kune vokwaHebhuroni, Hashabhiya nehama dzake chiuru nemazana manomwe vari vanhu vanoushasha pakuita zvinhu ndivo vaiva vatariri veIsiraeri kumadokero kwaJorodhani mune zvose zvainangana nebasa raMwari nezvainangana nebasa ramambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavaHebhuroni, Hashabhia navanun'una vake, varume voumhare, vane chiuru chinamazana manomwe, vaitarira Isiraeri mhiri kwaJorodhani kumavirazuva, kuti vabate mabasa ose aJehovha namabasa amambo.
Shona 2009?
Pakati pavaHebhuroni, Hashabhia navanun'una vake, varume voumhare, vane chiuru chinamazana manomwe, vaitarira Isiraeri mhiri kwaJorodhani kumavirazuva, kuti vabate mabasa ose aJehovha namabasa amambo.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavaHebhuroni, Hashabhia navanun'una vake, varume voumhare, vane chiuru chinamazana manomwe, vaitarira Isiraeri mhiri kwaJodhani kumavirazuva, kuti vabate mabasa ose aJehovha namabasa amambo.