1 Chronicles 26:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋaHebroni, Jeriya wakaŋga ari mukuru, ipo pakati paʋaHebroni, namarudzi aʋo nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo. Pagore ramakumi manna rokuɓata ʋushe kwaDavidi ʋakatȿakwa, ʋakawana pakati paʋo ʋarume ʋanesimba noʋumhare paJazeri reGireadi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana vari vaHebhuroni, Jeria ndiye aiva mukuru wavo maererano nezvinyorwa zvenhoroondo dzemhuri dzavo maererano nezvinyorwa zvenhoroondo, uye varume pakatsvakwa muzvinyorwa zvenhoroondo, uye varume vaikwanisa vakawanikwa pakati pavaHebhuroni vakawanikwa paJazeri muGireadhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pane vokwaHebhuroni, Jeriya ndiye waiva changamire wavo pazvizvarwa zvavo zvose mumba yekwavo. Mugore rechimakumi mana rokutonga kwaDhavhidhi kwakatsvangwa kukaonekwa mvumba dzemagamba okurwa hondo kuvanhu vokuJazeru kuGireadhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavaHebhuroni, Jeriya akanga ari mukuru, ipo pakati pavaHebhuroni, namarudzi avo nedzimba dzamadzibaba avo. Pagore ramakumi mana rokubata ushe kwaDhavhidhi vakatsvakwa, vakawana pakati pavo varume vane simba noumhare paJazeri reGireadhi.
Shona 2009?
Pakati pavaHebhuroni, Jeriya akanga ari mukuru, ipo pakati pavaHebhuroni, namarudzi avo nedzimba dzamadzibaba avo. Pagore ramakumi mana rokubata ushe kwaDhavhidhi vakatsvakwa, vakawana pakati pavo varume vane simba noumhare paJazeri reGiriyadhi.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavaHebhuroni, Jeriya akanga ari mukuru, ipo pakati pavaHebhuroni, namarudzi avo nedzimba dzamadzibaba avo. Pagore ramakumi mana rokubata ushe kwaDhavhidhi vakatsvakwa, vakawana pakati pavo varume vane simba noumhare paJazeri reGiriadhi.