1 Chronicles 26:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanuŋuna ʋake, ʋarume ʋoʋumhare, ʋakaȿika ɀuru ɀiʋiri namazana manomŋe, ʋari ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa, ʋakaŋga ʋaitwa namambo Davidi ʋatariri ʋaʋaRubeni, naʋaGadi, naʋehafu yorudzi rwaManase, kuti ʋaite ɀose ɀaMŋari, namaɓasa ose amambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jeria aiva nehama zviuru zviviri namazana manomwe vaiva varume vaikwanisa uye vari vakuru vemhuri dzavo, uye Mambo Dhavhidhi akavaita kuti vave vatariri vavaRubheni, vaGhadhi, norudzi rwehafu rwaManase kuti vagadzirise nyaya dzose dzezvaMwari uye nyaya dzose dzamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Dhavhidhi akasarudza iyeyu nehama dzake vari zviuru zviviri zvine mazana manomwe zvavarume shasha chaidzo dzebasa vari vatungamiriri vokumhuri dzokwavo kuti vave vokutungamirira vekwaRubheni, nevekwaGadhi nevechimwe chikamu chedzinza rokwaManase mune zvose zvainangana nezvaMwari nezvainanganawo nenyaya dzokwaMambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanun'una vake, varume voumhare, vakasvika zviuru zviviri namazana manomwe, vari vakuru vedzimba dzamadzibaba, vakanga vaitwa namambo Dhavhidhi vatariri vavaRubheni, navaGadhi, navehafu yorudzi rwaManase, kuti vaite zvose zvaMwari, namabasa ose amambo.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible