1 Chronicles 26:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
NaObedi‐edomi wakaŋga anaʋanakomana aʋa: Shemaya weɗaŋgwe, wecipiri Jehozabadi, wecitatu Joa, wecinna Sakari, weshanu Netaneri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Obedhi-Edhomu aivawo navanakomana vaiti: Shemaya dangwe, Jehozabhadhi wechipiri, Joa wechitatu, Sakari wechina, Netaneri wechishanu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Obhedhiedhomu aiva navanakomanawo vaiti: dangwe racho Shemaya tevere Jehozabhadhi wechitatu ndiJoa wechina ari Sakari wechishanu ndiNetaneri
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
NaObhedhiEdhomu akanga ana vanakomana ava: Shemaya wedangwe, wechipiri Jehozabhadhi, wechitatu Joa, wechina Sakari, weshanu Netaneri;
Shona 2009?
NaObhedhi-Edhomu akanga ana vanakomana ava: Shemaya wedangwe, wechipiri Jehozabhadhi, wechitatu Joa, wechina Sakari, weshanu Netaneri;
Shona SUB 2002 Bible
NaObhedhiEdhomu akanga ana vanakomana ava: Shemaya wedangwe, wechipiri Jehozabhadhi, wechitatu Joa, wechina Sakari, weshanu Netaneri;