1 Chronicles 26:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
NaShemaya mŋanakomana wake, wakaɓerekerwa ʋo ʋanakomana ʋakaɓata imba yaɓaɓa ʋaʋo; nokuti ʋakaŋga ʋari ʋarume ʋanesimba noʋumhare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana wake Shemaya aivawo navanakomana vaiva: vatungamiri mumhuri yababa vavo nokuti vaiva varume vaikwanisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyewo mwanakomana wake Shemaya akaberekawo vana vakomana vakava vatungamiriri vomudzimhuri dzokwavo nokuti vaiva mvumba chaidzo dzamagamba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
NaShemaya mwanakomana wake, akaberekerwawo vanakomana vakabata, imba yababa vavo; nokuti vakanga vari varume vane simba noumhare.
Shona 2009?
NaShemaya mwanakomana wake, akaberekerwawo vanakomana vakabata, imba yababa vavo; nokuti vakanga vari varume vane simba noumhare.
Shona SUB 2002 Bible
NaShemaya mwanakomana wake, akaberekerwawo vanakomana vakabata, imba yababa vavo; nokuti vakanga vari varume vane simba noumhare.