1 Chronicles 26:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ʋose ʋakaŋga ʋari ʋanakomana ʋaObedi‐edomi; iʋo naʋanakomana ʋaʋo, naʋanuŋuna ʋaʋo ʋakaŋga ʋari ʋarume ʋanesimba ʋaigona kuɓate‐ɓasa; ʋakaŋga ʋanamakumi matanhatu naʋaʋiri ʋaObedi‐edomi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose ava vaiva zvizvarwa zvaObedhi-Edhomu, Ivo navanakomana vavo nehama dzavo vaiva varume vaikwanisa vaine simba rokuita basa, zvizvarwa zvaObhedhi-Edhomu, vaisvika makumi matanhatu navaviri pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose ivava ava vaiva vanakomana vokwaObhedhiedhomu navana vavo vakomana nehama dzavo vari shasha chaidzo dzinogona kuita basa radzo. Vose pamwechete vokwaObhedhiedhomu vaiva makumi matanhatu navaviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava vose vakanga vari vanakomana vaObhedhiEdhomu; ivo navanakomana vavo, navanun'una vavo vakanga vari varume vane simba vaigona kubata basa; vakanga vana makumi matanhatu navaviri vaObhedhiEdhomu.
Shona 2009?
Ava vose vakanga vari vanakomana va Obhedhi-Edhomu; ivo navanakomana vavo, navanun'una vavo vakanga vari varume vane simba vaigona kubata basa; vakanga vana makumi matanhatu navaviri vaObhedhi-Edhomu.
Shona SUB 2002 Bible
Ava vose vakanga vari vanakomana vaObhedhiEdhomu; ivo navanakomana vavo, navanun'una vavo vakanga vari varume vane simba vaigona kubata basa; vakanga vana makumi matanhatu navaviri vaObhedhiEdhomu.