1 Chronicles 27:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukuru wegumi nomumŋe, pamŋedzi wegumi nomumŋe, wakaŋga ari Benaya muPiratoni, waʋana ʋaEfraimi; paɓoka rake pakaŋga paneɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀinna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wegumi nomumwe, mumwedzi wegumi nomumwe, aiva Benaya muPiratoni, muEfuremu. Muboka rake maiva navarume zviuru makumi maviri nezvina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikwata chegumi nechiposhi, chaiva chomwedzi wegumi nechiposhi, chaitungamirirwa naBhenaya wokuPiratoni. Chikwata chake chaiva navanhu zviuru makumi maviri ane zvina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukuru wegumi nomumwe, pamwedzi wegumi nomumwe, akanga ari Bhenaya muPiratoni, wavana vaEfuremu; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.
Shona 2009?
Mukuru wegumi nomumwe, pamwedzi wegumi nomumwe, akanga ari Bhenaya muPiratoni, wavana vaEfuremu; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.
Shona SUB 2002 Bible
Mukuru wegumi nomumwe, pamwedzi wegumi nomumwe, akanga ari Bhenaya muPiratoni, wavana vaEfuremu; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.