1 Chronicles 27:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye, kwakaŋga kunaʋarairi ʋamarudzi aIsraeri; ʋokuʋaRubeni wakaŋga ari Eriezeri mŋanakomana waZikri, murairi; wokuʋaSimeoni: Shefatia mŋanakomana waMaaka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Machinda pamusoro pamarudzi aIsraeri aiti: pamusoro pavaRubheni: Eriezeri mwanakomana waZikiri; pamusoro pavaSimeoni: Shefatia mwanakomana waMaaka;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vatungamiriri vemadzinza avaIsiraeri ndevava ava: wokwaRubheni ndiEriezeru mwanakomana waZikiri ari mukuru wevatungamiriri wokwaSimeoni ndiShafatiya mwanakomana waMaaka
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye, kwakanga kuna varairi vamarudzi aIsiraeri; vokuvaRubheni akanga ari Eriezeri mwanakomana waZikiri, murairi; wokuvaSimeoni; Shefatia mwanakomana waMaaka;
Shona 2009?
Uye, kwakanga kuna varairi vamarudzi alsiraeri; vokuvaRubheni akanga ari Eriezeri mwanakomana waZikiri, murairi; wokuvaSimiyoni; Shefatia mwanakomana waMaaka;
Shona SUB 2002 Bible
Uye, kwakanga kuna varairi vamarudzi aIsiraeri; vokuvaRubheni akanga ari Eriezeri mwanakomana waZikiri, murairi; wokuvaSimioni; Shefatia mwanakomana waMaaka;