1 Chronicles 27:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wokwaJuda: Erihu, mumŋe waʋanuŋuna ʋaDavidi; wokwaIsakari: Omri mŋanakomana waMikaeri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pamusoro paJudha: Erihu, munun'una waDhavhidhi; pamusoro paIsakari: Omiri mwanakomana waMikaeri;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wokwaJudha ndiErihu mukoma waDhavhidhi wokwaIsakari ndiOmuri mwanakomana waMikaeri
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
wokwaJudha: Erihu, mumwe wavanun'una vaDhavhidhi; wokwaIsakari: Omiri mwanakomana waMikaeri;
Shona 2009?
wokwaJudha: Erihu, mumwe wavanun'una vaDhavhidhi; wokwalsakari: Omiri mwanakomana waMikaeri;
Shona SUB 2002 Bible
wokwaJudha: Erihu, mumwe wavanun'una vaDhavhidhi; wokwaIsakari: Omiri mwanakomana waMikaeri;