1 Chronicles 27:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wokwaZeburuni: Ishmaya mŋanakomana waObadia; wokwaNaftari: Jeremoti mŋanakomana waAzrieri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pamusoro paZebhuruni: Ishimaya mwanakomana waObhadhia; pamusoro paNafutari: Jerimoti mwanakomana waAzirieri;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wokwaZebhuruni ndiIshimaya mwanakomana waObhadiya wokwaNafutari ndiJeremoti mwanakomana waAzirieri
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
wokwaZebhuruni: Ishimaya mwanakomana waObhadhiya; wokwaNafutari: Jeremoti mwanakomana waAzieri;
Shona 2009?
wokwaZebhuruni: Ishimaya mwanakomana waObhadhiya, wokwaNafutari: Jeremoti mwanakomana waAzieri;
Shona SUB 2002 Bible
wokwaZebhuruni: Ishimaya mwanakomana waObhadhyia; wokwaNafutari: Jeremoti mwanakomana waAzieri;