1 Chronicles 27:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mutariri weɓoka rokutaŋga, pamŋedzi wokutaŋga, wakaŋga ari Jashobeami mŋanakomana waZabdieri; paɓoka rake pakaŋga paneɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀinna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aitungamirira boka rokutanga mwedzi wokutanga, aiva Jashobheami mwanakomana waZabhidhieri. Muboka rake maiva navarume zviuru makumi maviri nezvina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikwata chokutanga, chaiva chomwedzi wokutanga chaitungamirirwa naJashobheamu mwanakomana waZabhudhieri. Chikwata chake chaiva navanhu zviuru makumi maviri ane zvina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mutariri weboka rokutanga, pamwedzi wokutanga, akanga ari Jashobheami mwanakomana waZabhadhieri; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.
Shona 2009?
Mutariri weboka rokutanga, pamwedzi wokutanga, akanga ari Jashobhiyami mwanakomana waZabhadhieri; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.
Shona SUB 2002 Bible
Mutariri weboka rokutanga, pamwedzi wokutanga, akanga ari Jashobheami mwanakomana waZabhadhieri; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.