1 Chronicles 27:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wokuʋana ʋaEfraimi: Hoshea mŋanakomana waAzazia; wokuhafu yorudzi rwaManase: Joeri mŋanakomana waPedaya;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pamusoro pavaEfuremu: Hoshea mwanako-mana waAzazia; pamusoro porudzi rwehafu rwaManase: Joere mwanakomana waPedhaya;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wokwaEfuremu ndiHoshea mwanakomana waAzaziya wechimwe chikamu chokwaManase ndiJoeri mwanakomana waPedhaya
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
wokuvana vaEfuraimu: Hoshea mwanakomana waAzazia; wokuhafu yorudzi rwaManase: Joeri mwanakomana waPedhaya;
Shona 2009?
wokuvana vaEfuraimu: Hoshea mwanakomana waAzazia; wokuhafu yorudzi rwaManase: Joeri mwanakomana waPedhaya;
Shona SUB 2002 Bible
wokuvana vaEfuremu: Hoshea mwanakomana waAzazia; wokuhafu yorudzi rwaManase: Joeri mwanakomana waPedhaya;