1 Chronicles 27:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wokuhafu yorudzi rwaManase paGireadi: Ido mŋanakomana waZekaria; wokwaBenjamini: Jasieri mŋanakomana waAbneri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pamusoro porudzi rwehafu rwaManase muGireadhi: Idho mwanakomana waZekaria; pamusoro paBenjamini: Jaashaeri mwanakomana waAbhineri;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wechimwewo chikamu chokwaManase kuGireadhi ndiIdho mwanakomana waZekariya wokwaBhenjamini ndiJaasieri mwanakomana waJerohamu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
wokuhafu yorudzi rwaManase paGireadhi, Idho mwanakomana waZekariya; wokwaBhenjamini: Jasieri mwanakomana waAbhineri;
Shona 2009?
wokuhafu yorudzi rwaManase paGiriyadhi, Idho mwanakomana waZekariya; wokwaBhenjamini: Jasieri mwanakomana waAbhineri;
Shona SUB 2002 Bible
wokuhafu yorudzi rwaManase paGiriadhi, Idho mwanakomana waZekariya; wokwaBhenjamini: Jasieri mwanakomana waAbhineri;