1 Chronicles 27:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mutariri wemiorivi nemiʋonde yakaŋga iri pamapani, wakaŋga ari Baari‐hanani muGederi; mutariri wedzimba dzamafuta wakaŋga ari Joashi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bhaari-Hanani muGedheri aiva mutariri wemiorivhi nemionde yakanga iri mujinga mezvikomo zvokumadokero. Joashi aiva mutariri wamafuta omuorivhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aiva wokuonawo nezvemiti yemiorivhi neyemikuyu mumanhika kuShefera akanga ari Bhaarihanani wokuGedheru. Aiona nezvemaichengeterwa mafuta eorivhi ndiJoashi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mutariri wemiorivhi nemionde yakanga iri pamapani, akanga ari Bhaarihanani muGedheri; mutariri wedzimba dzamafuta akanga ari Joashi.
Shona 2009?
mutariri wemiorivhi nemionde yakanga iri pamapani, akanga ari Bhaarihanani muGedheri; mutariri wedzimba dzamafuta akanga ari Joashi.
Shona SUB 2002 Bible
mutariri wemiorivhi nemionde yakanga iri pamapani, akanga ari Bhaarihanani muGedheri; mutariri wedzimba dzamafuta akanga ari Joashi.