1 Chronicles 27:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukuru wecitatu wehondo pamŋedzi wecitatu, wakaŋga ari Benaya, mŋanakomana womuprista Jehoyada, iye mukuru; paɓoka rake pakaŋga paneɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀinna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukuru wavarwi wechitatu mumwedzi wechitatu ainzi Bhenaya mwanakomana waJehoyadha muprista. Ndiye aiva mukuru uye muboka maiva navarume zviuru makumi maviri nezvina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikwata chechitatu, chaiva chomwedzi wechitatu chaitungamirirwa naBhenaya mwanakomana womupristi Jehoyadha ariye changamire. Chikwata chake chaivawo navanhu zviuru makumi maviri ane zvina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukuru wechitatu wehondo pamwedzi wechitatu, akanga ari Bhenaya, mwanakomana womupristi Jehoyadha, iye mukuru; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.
Shona 2009?
Mukuru wechitatu wehondo pamwedzi wechitatu, akanga ari Bhenaya, mwanakomana womuprista Jehoyadha, iye mukuru; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.
Shona SUB 2002 Bible
Mukuru wechitatu wehondo pamwedzi wechitatu, akanga ari Bhenaya, mwanakomana womupristi Jehoyadha, iye mukuru; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.