1 Chronicles 27:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukuru wecinna, pamŋedzi wecinna, wakaŋga ari Asaheri munuŋuna waJoabi, naZebadia mŋanakomana wake waimuteʋera; paɓoka rake pakaŋga paneɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀinna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wechina pamwedzi wechina, aiva Asaheri munun'una waJoabhu; mwanakomana wake Zebhadia ndiye akamutevera pakutungamirira boka iri. Muboka rake maiva navarume zviuru makumi maviri nezvina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikwata chechina, chaiva chomwedzi wechina chaitungamirirwa naAsaheri munun'una waJoabhu achitevedzerwa nomwanakomana wake Zebhadhiya. Chikwata chake chaiva navanhu zviuru makumi maviri ane zvina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukuru wechina, pamwedzi wechina, akanga ari Asaheri munun'una waJoabhu, naZebhedhia mwanakomana wake aimutevera; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.
Shona 2009?
Mukuru wechina, pamwedzi wechina, akanga ari Asaheri munun'una waJoabhu, naZebhedhia mwanakomana wake aimutevera; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.
Shona SUB 2002 Bible
Mukuru wechina, pamwedzi wechina, akanga ari Asaheri munun'una waJoabhu, naZebhedhia mwanakomana wake aimutevera; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.