1 Chronicles 27:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukuru weshanu, pamŋedzi weshanu, wakaŋga ari Shamhuti muIzrahi; paɓoka rake pakaŋga paneɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀinna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wechishanu pamwedzi wechishanu, aiva mutungamiri Shamihuti muIzirahi. Muboka rake maiva navarume zviuru makumi maviri nezvina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikwata chechishanu, chaiva chemwedzi wechishanu chaitungamirirwa naShamuhuti wokwaIzhari. Chikwata chakewo chaiva navanhu zviuru makumi maviri ane zvina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukuru weshanu, pamwedzi weshanu, wakanga ari Shamhuti muIzirahi; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.
Shona 2009?
Mukuru weshanu, pamwedzi weshanu, wakanga ari Shamhuti mulzirahi; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.
Shona SUB 2002 Bible
Mukuru weshanu, pamwedzi weshanu, wakanga ari Shamhuti muIzirahi; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.