1 Chronicles 27:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukuru wetanhatu, pamŋedzi wetanhatu, wakaŋga ari Ira mŋanakomana waIkeshi muTekoi; paɓoka rake pakaŋga paneɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀinna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wechitanhatu pamwedzi wechitanhatu, aiva Ira mwanakomana waIkeshi muTekoi. Muboka rake maiva navarume zviuru makumi maviri nezvina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikwata chechitanhatu, chaiva chomwedzi wechitanhatuwo; chaitungamirirwa naIra mwanakomana waIkeshi wokuTekoa. Chikwata chake chaiva navanhu zviuru makumi maviri ane zvina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukuru wetanhatu, pamwedzi wetanhatu, akanga ari Ira mwanakomana waIkeshi muTekoite; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.
Shona 2009?
Mukuru wetanhatu, pamwedzi wetanhatu, akanga ari Ira mwanakomana waIkeshi muTekoite; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.
Shona SUB 2002 Bible
Mukuru wetanhatu, pamwedzi wetanhatu, akanga ari Ira mwanakomana waIkeshi muTekoite; paboka rake pakanga pane zviuru zvina makumi maviri nezvina.