1 Chronicles 28:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino cenjera, nokuti Jehova wakakutsaura, kuti uʋake imba iʋe nɀimbo tȿene; ciʋa nesimba, uɀiite.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Funga zvino, senzvimbo tsvene. Iva nesimba uye uite basa iri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino wochichenjera pamusana pokuti Tenzi akakusarudza kuti umuvakire imba yenzvimbo inoera. Chishinga uite izvozvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino chenjera, nokuti Jehovha akakutsaura, kuti uvake imba ive nzvimbo tsvene; chiva nesimba, uzviite.”
Shona 2009?
Zvino chenjera, nokuti Jehovha akakutsaura, kuti uvake imba ive nzvimbo tsvene; chiva nesimba, uzviite."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino chenjera, nokuti Jehovha akakutsaura, kuti uvake imba ive nzvimbo tsvene; chiva nesimba, uzviite.”