1 Chronicles 28:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Davidi akapa mŋanakomana wake Soromoni mufananidzo weɓiraʋira retembere, nedzimba dzaro, neɀiʋigiro ɀefuma yaro, namakamuri aro okumsoro, namakamuri aro omukati, neimba yecifunhiro cokuyananisa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Dhavhidhi akapa mwanakomana wake Soromoni urongwa hwebiravira retemberi dzimba dzayo, matura ayo, makamuri ayo okumusoro, makamuri ayo omukati uye nenzvimbo yokuyananisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi ndokubva apa mwanakomana wake Soromoni mufananidzo wakanyorwa wamavakirwo ekamba kepamusuo peTemberi nedzimba dzayo nemokuchengetera upfumi nedzimba dzayo dzenhurikidzwa nedzimba dzayo dzomukati nemumba mokupfupirira zvitadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Dhavhidhi akapa mwanakomana wake Soromoni mufananidzo webiravira retemberi, nedzimba dzaro, nezvivigiro zvepfuma yaro, namakamuri aro okumusoro, namakamuri aro omukati, neimba yechifunhiro chokuyananisa;
Shona 2009?
Ipapo Dhavhidhi akapa mwanakomana wake Soromoni mufananidzo webiravira retemberi, nedzimba dzaro, nezvivigiro zvefuma yaro, namakamuri aro okumusoro, namakamuri aro omukati, neimba yechifunhiro chokuyananisa;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Dhavhidhi akapa mwanakomana wake Soromoni mufananidzo webiravira retemberi, nedzimba dzaro, nezvivigiro zvepfuma yaro, namakamuri aro okumusoro, namakamuri aro omukati, neimba yechifunhiro chokuyananisa;