1 Chronicles 28:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nendarama, kurema kwayo, yokuʋumba nayo tafura dzeɀiŋgwa ɀokuratidza, yetafura imŋe neimŋe; nesirveri yetafura dzesirveri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uremu hwegoridhe retafura imwe neimwe yechingwa chakatsaurwa; uremu hwesirivha yetafura dzesirivha;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouya kurema kwendarama yetebhuru yechingwa chokuisa pana Tenzi nesirivha yetebhuru dzesirivha;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nendarama, kurema kwayo, yokuumba nayo tafura dzezvingwa zvokuratidza, yetafura imwe neimwe; nesirivha yetafura dzesirivha;
Shona 2009?
nendarama, kurema kwayo, yokuumba nayo tafura dzezvingwa zvokuratidza, yetafura imwe neimwe; nesirivha yetafura dzesirivha;
Shona SUB 2002 Bible
nendarama, kurema kwayo, yokuumba nayo tafura dzezvingwa zvokuratidza, yetafura imwe neimwe; nesirivha yetafura dzesirivha;