1 Chronicles 28:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iɀi ɀose, ndiɀo ɀakataura Davidi, ndakaɀiziʋiswa ɀakanyorwa noruʋoko rwaJehova, iwo maɓasa ose omufananidzo uyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati, “Zvose izvi ndakazviziviswa zvanyorwa noruoko rwaJehovha, urongwa hwamabasa ake ose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose izvi ndakazvinyora ndiri mumaoko aTenzi akandiita kuti ndinzwisise zvirongwa namamiriro aizoita basa raakaronga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izvi zvose, ndizvo zvakataura Dhavhidhi, ndakazviziviswa zvakanyorwa noruoko rwaJehovha, iwo mabasa ose omufananidzo uyu.
Shona 2009?
Izvi zvose, ndizvo zvakataura Dhavhidhi, ndakazviziviswa zvakanyorwa noruoko rwaJehovha, iwo mabasa ose omufananidzo uyu.
Shona SUB 2002 Bible
Izvi zvose, ndizvo zvakataura Dhavhidhi, ndakazviziviswa zvakanyorwa noruoko rwaJehovha, iwo mabasa ose omufananidzo uyu.