1 Chronicles 28:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Mŋari wakati kwandiri: Iwe haufaniri kuʋakira zita raŋgu imba, nokuti uri munhu wokurwa, wakateʋura ropa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mwari akati kwandiri, ‘Iwe hausi kuzovakira Zita rangu imba, nokuti uri murwi uye wakateura ropa.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Mwari akati kwandiri, ‘Haungandivakire imba nokuti iwe uri murwi wehondo uyezve wakadeura ropa.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Mwari akati kwandiri, ‘Iwe haufaniri kuvakira zita rangu imba, nokuti uri munhu wokurwa, wakateura ropa.’
Shona 2009?
Asi Mwari akati kwandiri, `Iwe haufaniri kuvakira zita rangu imba, nokuti uri munhu wokurwa, wakateura ropa.'
Shona SUB 2002 Bible
Asi Mwari akati kwandiri, ‘Iwe haufaniri kuvakira zita rangu imba, nokuti uri munhu wokurwa, wakateura ropa.’