1 Chronicles 28:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwandiri: Soromoni mŋanakomana wako ndiye ucaʋaka imba yaŋgu neʋazhe dzaŋgu; nokuti ndakamutsaura kuti aʋe mŋanakomana waŋgu, neni ndicaʋa ɓaɓa ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwandiri, ‘Soromoni mwanakomana wako ndiye achavaka imba yangu nezvivanze zvangu, ndichava baba vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Akati kwandiri, ‘Mwanakomana wako Soromoni ndiye achavaka imba yangu nenhandare dzangu nokuti ndamusarudza kuti ave mwana kwandiri ini ndive baba kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Akati kwandiri, ‘Soromoni mwanakomana wako ndiye achavaka imba yangu nevazhe dzangu; nokuti ndakamutsaura kuti ave mwanakomana wangu, neni ndichava baba vake.
Shona 2009?
Akati kwandiri,"Soromoni mwanakomana wako ndiye uchavaka imba yangu nevazhe dzangu; nokuti ndakamutsaura kuti ave mwanakomana wangu, neni ndichava baba vake.
Shona SUB 2002 Bible
“Akati kwandiri, ‘Soromoni mwanakomana wako ndiye achavaka imba yangu nevazhe dzangu; nokuti ndakamutsaura kuti ave mwanakomana wangu, neni ndichava baba vake.