1 Chronicles 29:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo Davidi wakati kuʋuŋgano yose: Mŋanakomana waŋgu Soromoni, wakatsaurwa iye oga naMŋari, uciri muɗuku usinesimba, asi ɓasa iguru; nokuti imba huru haizi yomunhu, asi ndeyaJehova Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mambo Dhavhidhi akati kuungano yose, “Mwanakomana wangu Soromoni uyo asarudzwa naMwari mudiki uye haasati ava kunyatsogona. Basa iri iguru kwazvo nokuti muzinda uyu hausi womunhu asi ndowaJehovha Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Dhavhidhi akati kugungano rose, “Mwanangu Soromoni uyu, nyakusarudzwa naMwari, achiri mudiki. Haasati agara nebasa asi basa iguru nokuti muzinda wacho hausi womunhu asi ndewaTenzi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo Dhavhidhi akati kuungano yose, “Mwanakomana wangu Soromoni, wakatsaurwa iye oga naMwari, achiri muduku asine simba, asi basa iguru; nokuti imba huru haizi yomunhu, asi ndeyaJehovha Mwari.
Shona 2009?
Zvino mambo Dhavhidhi akati kuungano yose, "Mwanakomana wangu Soromoni, wakatsaurwa iye oga naMwari, achiri muduku asine simba, asi basa iguru; nokuti imba huru haizi yomunhu, asi ndeyaJehovha Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo Dhavhidhi akati kuungano yose, “Mwanakomana wangu Soromoni, wakatsaurwa iye oga naMwari, achiri muduku asine simba, asi basa iguru; nokuti imba huru haizi yomunhu, asi ndeyaJehovha Mwari.