1 Chronicles 29:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari weɗu, iɀi ɀose ɀakawanda ɀatakagadzira kukuʋakirai imba yezita renyu dɀene, ɀinobva paruʋoko rwenyu, ɀose ndeɀenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi Jehovha, Mwari wedu, izvi zvose zvakawanda kudai zvatapa kuti temberi yenyu ivakwe nokuda kweZita renyu Dzvene zvinobva muruoko rwenyu uye zvose ndezvenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Imi Mwari wedu Tenzi, zvose izvi zvakawanda kudai zvataunganidza zvokukuvakirai nazvo imba yokuisa zita renyu rinoera zvinobva mumaoko enyu uye zvose zvazvo ndezvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari wedu, izvi zvose zvakawanda zvatakagadzira kukuvakirai imba yezita renyu dzvene, zvinobva paruoko rwenyu; zvose ndezvenyu;
Shona 2009?
Jehovha Mwari wedu, izvi zvose zvakawanda zvatakagadzira kukuvakirai imba yezita renyu dzvene, zvinobva paruoko rwenyu; zvose ndezvenyu;
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari wedu, izvi zvose zvakawanda zvatakagadzira kukuvakirai imba yezita renyu dzvene, zvinobva paruoko rwenyu; zvose ndezvenyu;