1 Chronicles 29:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari waAbrahama, naIsaka, naIsraeri, madziɓaɓa eɗu, garisai iɀi nokusiŋgaperi pandaŋgariro dzemifuŋgo yemŋoyo yaʋanhu ʋenyu; rereʋudzai mŋoyo yaʋo kwamuri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi Jehovha, Mwari wamadzibaba edu Abhurahama, Isaka, naIsraeri, chengetedzai kudokwairira kwakadai mumwoyo yavanhu venyu nokusingaperi, uye muite kuti mwoyo yavo irambe yakazvipira kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tenzi, Mwari waVaAbhurahamu naVaIsaki navaIsiraeri madzitateguru edu, chengetedzai waro zvinangwa zvakadai narini wose nepfungwa idzodzi muhana dzevanhu venyu muite kuti mwoyo wavo urambe uri kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari waAbhurahamu, naIsaka, naIsiraeri, madzibaba edu, garisai izvi nokusingaperi pandangariro dzemifungo yemwoyo yavanhu venyu; rereudzai mwoyo yavo kwamuri;
Shona 2009?
Jehovha Mwari waAbhurahamu, nalsaka, naIsiraeri, madzibaba edu, garisai izvi nokusingaperi pandangariro dzemifungo yemoyo yavanhu venyu; rereudzai moyo yavo kwamuri,
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari waAbhurahamu, naIsaka, naIsiraeri, madzibaba edu, garisai izvi nokusingaperi pandangariro dzemifungo yemwoyo yavanhu venyu; rereudzai mwoyo yavo kwamuri;