1 Chronicles 29:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ipai Soromoni mŋanakomana waŋgu mŋoyo wakarurama, kuti aceŋgete mirairo yenyu, neɀipupuriro ɀenyu, neɀamakatema, kuti aite ɀinhu iɀi ɀose, aʋake imba huru yandakagadzirira ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ipai mwanakomana wangu Soromoni mwoyo wakaperera kuti achengete mirayiro yenyu, zvose zvamunoda nemitemo yenyu uye kuti aite zvose kuti avake muzinda wandagadzirira zvose izvi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Itaiwo kuti mwanakomana wangu Soromoni achengete mitemo yenyu nezvirevo zvenyu nemirao yenyu nomwoyo wose azviite zvose uyewo kuti avake muzinda wandakaunganidzira zvinhu zvokuvakisa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ipai Soromoni mwanakomana wangu mwoyo wakarurama, kuti achengete mirairo yenyu, nezvipupuriro zvenyu, nezvamakatema, kuti aite zvinhu izvi zvose, avake imba huru yandakagadzirira zvose.”
Shona 2009?
ipai Soromoni mwanakomana wangu moyo wakarurama, kuti achengete mirairo yenyu, nezvipupuriro zvenyu, nezvamakatema, kuti aite zvinhu izvi zvose, avake imba huru yandakagadzirira zvose."
Shona SUB 2002 Bible
ipai Soromoni mwanakomana wangu mwoyo wakarurama, kuti achengete mirairo yenyu, nezvipupuriro zvenyu, nezvamakatema, kuti aite zvinhu izvi zvose, avake imba huru yandakagadzirira zvose.”