1 Chronicles 29:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akazofa akwegura kwaɀo, aʋa namakore mazhinji, nefuma, nokukudzwa; Soromoni mŋanakomana wake akaɓata ʋushe panɀimbo yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akafa akwegura zvikuru ararama upenyu hurefu, hune upfumi nokukudzwa. Mwanakomana wake Soromoni akamutevera paumambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanyatsochembera akakwegura ndokuzofawo zvake aine upfumi nomukurumbira, mwanakomana wake Soromoni akatonga panzvimbo yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akazofa akwegura kwazvo, ava namakore mazhinji, nepfuma, nokukudzwa; Soromoni mwanakomana wake akabata ushe panzvimbo yake.
Shona 2009?
Akazofa akwegura kwazvo, ava namakore mazhinji, nefuma, nokukudzwa; Soromoni mwanakomana wake akabata ushe panzvimbo yake.
Shona SUB 2002 Bible
Akazofa akwegura kwazvo, ava namakore mazhinji, nepfuma, nokukudzwa; Soromoni mwanakomana wake akabata ushe panzvimbo yake.