1 Chronicles 29:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
pamŋe cete namashoko oʋushe bgake, nesimba rake, neɀaakaitirwa paŋguʋa dzose, iye, naʋaIsraeri, noʋushe bgose bgedzimŋe nyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pamwe chete nenhoroondo dzokutonga kwake, uye nesimba, nezvinhu zvakaitika kwaari iye neIsraeri noumambo hwedzimwe nyika dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
dzichirondedzera zvose zvokutonga kwake nougamba hwake nezvakaitika kwaari nokuIsiraeri nokuumambo hwose hwenyika dzeko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
pamwechete namashoko oushe hwake, nesimba rake, nezvaakaitirwa panguva dzose, iye navaIsiraeri, noushe hwose hwedzimwe nyika.
Shona 2009?
pamwechete namashoko oushe hwake, nesimba rake, nezvaakaitirwa panguva dzose, iye navaIsiraeri, noushe hwose bwedzimwe nyika.
Shona SUB 2002 Bible
pamwechete namashoko oushe hwake, nesimba rake, nezvaakaitirwa panguva dzose, iye naVaIsiraeri, noushe hwose hwedzimwe nyika.