1 Chronicles 29:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaŋga ʋaneɀibge ɀinokosha ʋakaɀipa ɀiiswe pafuma yeimba yaJehova, ɀicitarirwa naJehieri muGershoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani akanga ane matombo anokosha akapa ose kuimba yokuchengeta pfuma yetemberi yaJehovha zvichichengetwa naJehieri muGerishoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani naani aiva nematombo anokosha akaaendesa maichengeterwa upfumi hwemba yaTenzi achichengetwa naJeieri wokwaGerishoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakanga vane zvibwe zvinokosha vakazvipa zviiswe papfuma yeimba yaJehovha, zvichitarirwa naJehieri muGerishoni.
Shona 2009?
Vakanga vane zvibwe zvinokosha vakazvipa zviiswe pafuma yeimba yaJehovha, zvichitarirwa naJehieri muGerishoni.
Shona SUB 2002 Bible
Vakanga vane zvibwe zvinokosha vakazvipa zviiswe papfuma yeimba yaJehovha, zvichitarirwa naJehieri muGerishoni.