1 Chronicles 29:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋanhu ʋakafara ɀaʋakapa nomŋoyo wose, nokuti ʋakapa Jehova nomŋoyo wose wakarurama; namambo Davidi ʋo wakafara nomufaro mukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakapembera nomufaro pavakaona kuti vatungamiri vavo vakanga vapa nomwoyo unoda, nokuti vakanga vapa kuna Jehovha vakasununguka uye nomwoyo wose. Mambo Dhavhidhi akafarawo zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vakapembera kufara nokuti ivava ava vakanga vapa nomwoyo unoda. Kanawo mambo Dhavhidhiwo akafara zvikuru kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vanhu vakafara zvavakapa nomwoyo wose, nokuti vakapa Jehovha nomwoyo wose wakarurama; mambo Dhavhidhiwo akafara nomufaro mukuru.
Shona 2009?
Ipapo vanhu vakafara zvavakapa nomoyo wose, nokuti vakapa Jehovha nomoyo wose wakarurama; mambo Dhavhidhiwo akafara nomufaro mukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vanhu vakafara zvavakapa nomwoyo wose, nokuti vakapa Jehovha nomwoyo wose wakarurama; mambo Dhavhidhiwo akafara nomufaro mukuru.