1 Chronicles 3:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana waSoromoni wakaŋga ari Rehoboami, mŋanakomana wake ɀe Abia, mŋanakomana wake Asa, mŋanakomana wake Jehoshafati;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana waSoromoni ainzi Rehobhoamu, Abhija mwanakomana wake, Asa mwanakomana wake, Jehoshafati mwanakomana wake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanakomana waSoromoni ndiRehobhoamu waRehobhoamu ndiAbhiya waAbhiya ndiAsa waAsa ndiJehoshafati.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwanakomana waSoromoni akanga ari Rehobhoami, mwanakomana wake Abhia, mwanakomana wake Asa, mwanakomana wake Jehoshafati;
Shona 2009?
Mwanakomana waSoromoni akanga ari Rehobhoami, mwanakomana wake Abhia, mwanakomana wake Asa, mwanakomana wake Jehoshafati;
Shona SUB 2002 Bible
Mwanakomana waSoromoni akanga ari Rehobhoami, mwanakomana wake Abhia, mwanakomana wake Asa, mwanakomana wake Jehoshafati;