1 Chronicles 3:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mŋanakomana wake Jorami, mŋanakomana wake Ahazia, mŋanakomana wake Joashi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehoramu mwanakomana wake, Ahazia mwanakomana wake, Joashi mwanakomana wake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanakomana waJehoshafati ndiJoramu waJoramu ndiAhaziya waAhaziya ndiJoashi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mwanakomana wake Joramu, mwanakomana wake Ahazia, mwanakomana wake Joashi;
Shona 2009?
mwanakomana wake Joramu, mwanakomana wake Ahazia, mwanakomana wake Joashi;
Shona SUB 2002 Bible
mwanakomana wake Joramu, mwanakomana wake Ahazia, mwanakomana wake Joashi;