1 Chronicles 3:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mŋanakomana wake Amazia, mŋanakomana wake Azaria, mŋanakomana wake Jotami;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Amazia mwanakomana wake, Azaria mwanakomana wake, Jotamu mwanakomana wake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanakomanawo waJoashi ndiAmaziya waAmaziya ndiAzariya waAzariya ndiJotamu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mwanakomana wake Amazia, mwanakomana wake Azaria, mwanakomana wake Jotamu;
Shona 2009?
mwanakomana wake Amazia, mwanakomana wake Azaria, mwanakomana wake Jotamu;
Shona SUB 2002 Bible
mwanakomana wake Amazia, mwanakomana wake Azaria, mwanakomana wake Jotamu;