1 Chronicles 3:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mŋanakomana wake Ahazi, mŋanakomana wake Hezekia, mŋanakomana wake Manase;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ahazi mwanakomana wake, Hezekia mwanakomana wake, Manase mwanakomana wake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanakomana waJotamu ndiAhazi waAhazi ndiHezekiya waHezekiya ndiManase.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mwanakomana wake Ahazi, mwanakomana wake Hezekia, mwanakomana wake Manase;
Shona 2009?
mwanakomana wake Ahazi, mwanakomana wake Hezekia, mwanakomana wake Manase;
Shona SUB 2002 Bible
mwanakomana wake Ahazi, mwanakomana wake Hezekiya, mwanakomana wake Manase;