1 Chronicles 3:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaJehoyakimi: Mŋanakomana wake Jekonia, mŋanakomana wake Zedekia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatevera Jehoyakimi vaiva: Jehoyakini mwanakomana wake naZedhekia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vokwaJehoyakimu ndovava ava: mwana wake Jekoniya waJekoniya ndiZedhekiya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaJehoyakimu: Mwanakomana wake Jekonia, mwanakomana wake Zedhekia.
Shona 2009?
Vanakomana vaJehoyakimu: Mwanakomana wake Jekonia, mwanakomana wake Zedhekia.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaJehoyakimu: Mwanakomana wake Jekonia, mwanakomana wake Zedhekiya.