1 Chronicles 3:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaJekonia, wakatapxa: Sheartieri mŋanakomana wake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvizvarwa zvaJehoyakini mutapwa zvaiva: Shearitieri mwanakomana wake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vokwaJekoniya nyakutapwa uya ndavava: paiti, mwana wake Shearitieri
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaJekonia, vakatapwa: Shearitieri mwanakomana wake,
Shona 2009?
Vanakomana vaJekonia, vakatapwa. Shearitieri mwanakomana wake,
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaJekonia, vakatapwa: Shearitieri mwanakomana wake,