1 Chronicles 3:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wecitatu Absaromi mŋanakomana waMaaka, mukunda waTarmai mambo weGeshuri; wecinna Adonia mŋanakomana waHagiti;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
wechitatu, Abhusaromu mwanakomana waMaaka mwanasikana waTarimai mambo weGeshuri; wechina, Adhoniya mwanakomana waHagiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wechitatuwo ari Abhusharomu, amai vake uyu ainzi Maaka mukunda waTarimai mambo weGeshuri. Wechina ndiAdhoniya amai vake ari Hagiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
wechitatu Abhusaromu mwanakomana waMaaka, mukunda waTarimai mambo weGeshuri; wechina Adhonia mwanakomana waHagiti;
Shona 2009?
wechitatu Abhusaromu mwanakomana waMaaka, mukunda waTarimai mambo weGeshuri; wechina Adhonia mwanakomana waHagiti;
Shona SUB 2002 Bible
wechitatu Abhusaromu mwanakomana waMaaka, mukunda waTarimai mambo weGeshuri; wechina Adhonia mwanakomana waHagiti;